KwaunobvaDuramazwiVviga [-iga]

Duramazwi

viga [-iga]

-rongedza-chengetaradzika

Zvinoreva

Kuisa chinhu pachisingaonekwi.

1

Kuisa chinhu pachisingaonekwi.

2

Kana munhu achiviga chinhu anenge achichiisa apo anoziva iye.

3

Kuviga kuisa munhu afa muvhu, muchimuchengetedza.

4

Kana munhu achiviga nyaya anenge achivharidzira kuti isazikanwa.

Tinoda vanhu vanouya kuchechi nomwoyo wese kwete kuda kuviga zvii-to zvavo.

Zvakafanana

-rongedza · -chengeta · radzika

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vigira [-igira]

Kana ukavigira munhu chinhu unenge wauya nacho kubva kumwe kunhu kuti uzomupa.

Verenga

Swipe for the next word