Duramazwi
vimba
confide · optimistic · rely
Duramazwi
confide · optimistic · rely
Kuvimba kuva nekariro yekuti zvinhu zvichaita zvakanaka.
Kuvimba kuva nekariro yekuti zvinhu zvichaita zvakanaka.
Ndinovimba tichakunda panyaya yanetsa iyi.
Vimba najehovha mwari asingashanduke.
Vakatanga kuridza song yacharamba yokuti Usavimba nomunhu nekuti anopanduka.
Kuvimba nemunhu kuve netarisiro huru naye mumabasa akasiyana-siyana.
-temba · -koya · -davira · -gonda
Duramazwi
01 / 03vimbano
Vimbano kusatyirana nokusarasisana kwavanhu mukudana kana kuti muukama hwavanenge vainahwo.
VerengaSwipe for the next word