KwaunobvaDuramazwiTtsira

Duramazwi · zita

tsira

-tsindira

Zvinoreva

Tsira ihove huru chaizvo, ine ruvara rwemengo yaibva.

Kutsira kurova-rova ivhu rakatenderedza danda raunenge waisa mugomba, kuti risimbe.

1

Aive zvino angogara akatsikitsira musoro pasi achishaya zvekuita.

Ngaazvitsanangure first Lennon asati andibatsira.

2

3

Kutsira kuviga chimwe chinhu pasi munhu uchiita zvokuchifusira.

Zvakafanana

-tsindira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsirama

Kuzenzera mheremhere.

Verenga

Swipe for the next word