Duramazwi · zita
Zvinoreva
Fushe chibage chakabikwa chiri chinyoro, chikaomeswa iri hupi, uye chinowanzobikwa pamwe chete nemangai.
1

Mafushe mabarwe manyoro akabikwa, ndokuomeswa pazuva dziri hupi, anozobikwa oga kana kuti achisanganiswa nezvimwe zvirimwa.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fushira
bury
VerengaSwipe for the next word