KwaunobvaDuramazwiBbvukurira

Duramazwi

bvukurira

Zvinoreva

Kubvukurira chinhu kuchifushira nevhu kana zvimwewo. Kana takusha zviyo tinotinhira mombe dzobvukurira munda wese.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvukuta

Kubvukuta kusakurira zviyo muvhu kuti zvigomera kana zvanayiwa nemvura.

Verenga

Swipe for the next word