Duramazwi
Zvinoreva
Kukanganisa kana kufusira.
1
Kukanganisa kana kufusira.
Dhumbu inhembe yaipfekwa navarume, yaigadzirwa nematehwe akavedzengwa semidzonga.
Kubvundudza kukodzonga mvura ine madhaka kuti tsvina iri pasi ikwire pamusoro.
Kuvedzenga kucheka nyama kuti ive midzonga yekuyanika kuti ikasire kuoma.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzongera
Kudzongera kusakurira kana kutsikisa uchifusira pasi mbeu dzinenge dzamboitwa zvokukushwa. Kare taingoita zvokukusha nokudzongera tichitsikisa nen'ombe.
VerengaSwipe for the next word