KwaunobvaDuramazwiDdzonya

Duramazwi

dzonya

-tsokera-dzwanya

Zvinoreva

Kudzonya kuisa zvinhu mune chimwe chinhu, uchingo- ramba uchitutira nyangwe zvazara.

1

Kudzonya kutswanya zvinhu zvakaita semidzi kana mashizha.

2

Zvakafanana

-tsokera · -dzwanya

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzonyera

noita nemazvo kechipiri mushure mekunge wamborikoniwa pakutanga.

Verenga

Swipe for the next word