Duramazwi
Zvinoreva
Kutsikira kumbandidzira zvinhu kuti zvikwane mukahomwe kana panhu padiki.
1
Kutsikira kumbandidzira zvinhu kuti zvikwane mukahomwe kana panhu padiki.
Kutsikira kumbandidzira zvinhu kuti zvikwane mukahomwe kana panhu padiki.
Kutsoka kupakira zvinhu zvakaita sefodya muchibako uchiita zvokutsikira.
Meti chijira chekutsikira pasi pamukova kana mumba mekugezera.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsikiri
Tsikiri muchero unoita shora kana waibva, unoberekwa nomuti unonzi mutsikiri.
VerengaSwipe for the next word