KwaunobvaDuramazwiTtsikiri

Duramazwi · zita

tsikiri

Zvinoreva

Tsikiri muchero unoita shora kana waibva, unoberekwa nomuti unonzi mutsikiri.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsikirira

Kana ukatsikirira chinhu unenge waisa miviri wako kana chimwewo chinhu pamusoro pacho.

Verenga

Swipe for the next word