KwaunobvaDuramazwiTtsikirira

Duramazwi

tsikirira

-dzvanyirira

Zvinoreva

Kana ukatsikirira chinhu unenge waisa miviri wako kana chimwewo chinhu pamusoro pacho.

1

Kana ukatsikirira chinhu unenge waisa miviri wako kana chimwewo chinhu pamusoro pacho.

Kana uchichisa nhumbi u-nenge uchidzitwasanudza nokudzitsikirira neaini inopisa.

Kudzikinura kubvisa chinhu chinenge chakatsikirira kana kuti chakadzvanyirira.

Iri isvosve dema guru rinonhuhwa, rinoruma zvinorwadza chaizvo kana ukaritsikirira.

2

Kutsikirira munhu zvinhu zvinoita kuti asabudirira.

Zvakafanana

-dzvanyirira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsikiro

Tsikiro hwaro panenge pakavakwa chivakwa.

Verenga

Swipe for the next word