KwaunobvaDuramazwiSsasira

Duramazwi

sasira

Zvinoreva

Kusasira kudzvinyirira nokushaisa vanhu zvinhu zvavane kodzero nazvo.

1

Kusasira kudzvinyirira nokushaisa vanhu zvinhu zvavane kodzero nazvo.

Kusasira kudzvinyirira nokushaisa vanhu zvinhu zvavane kodzero nazvo.

Gwasasira mudungwe wemhuka dzinenge dzichifamba dzakawanda.

Kumwaya kusasira zvinhu zvakaita semvura.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sasuka

Kusasuka kuvhura maziso sezvinoita munhu asina kukotsira kana kurara.

Verenga

Swipe for the next word