KwaunobvaDuramazwiSSatani

Duramazwi · zita

Satani

Dhiyabhorosi laBukanana laGara laMunyengeriGaranyanya lajini

Zvinoreva

Satani ingirozi yainzi yaiva yaMwari, ikapanduka ikadzingwa kudenga naMwari, ndokuya pano pasi pairi kutsvaka kutendeutsira vanhu muuipi hwayo.

Satani rudzi rwemucheka unoshandiswa kusona hembe dzemajini.

1

Ichi chitendero chevanhu vanodavira kuti Mwari hakuna, chinonamata Satani nengirozi dzake.

2

Zvakafanana

Dhiyabhorosi la · Bukanana la · Gara la · Munyengeri · Garanyanya la · jini

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word