KwaunobvaDuramazwiSsasika

Duramazwi

sasika

Zvinoreva

Kusasika kuisa nyama kana zvimwewo padyo nemoto kana pazuva, kuti zviome.

1

Kusasika kuisa nyama kana zvimwewo padyo nemoto kana pazuva, kuti zviome.

Kurara chaiko ndakati bodo nekuti ndaiona sekuti kana ndikarara ndinenge ndasasika ura hwangu pachitsiga.

Kubvura kusasika chaunoda kupisa pamusoro pemoto unobvira kana kuchikanda murufuse.

Kusasika kuisa nyama kana zvimwewo padyo nemoto kana pazuva, kuti zviome.

2

Kusasika munhu kusamuvharidzira mumatambudziko, asi kutoita kuti awane zvakaipa zvinomuwira. Midzimu yake yamusasika akaita iye wekutanga kuiswa pachigumura.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sasikamu

Kana munhu achinzi isasikamu anenge akaita zungairwa, achiratidza kuti pfungwa dzake hadzitori zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word