KwaunobvaDuramazwiDdzvanyirira

Duramazwi · chiito

dzvanyirira

oppress · repress · suppress · exploit

Zvinoreva

Imwe mhando ye-dzvanyidzira.

1

Imwe mhando ye-dzvanyidzira.

Ngatiregerei kudzvanyirira mwana azvisarudzira munhu wake.

Haafanire kuva nechindini kungoti pfungwa dzake ndidzo dzinoti dziende kumberi dzichidzvanyirira dzevamwe.

KuSouth Africa ndiko kwakanyanya kumbotonga mabhunu achidzvanyirira vanhu vatema nokuita rusaruraganda.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvara

Kudzvara chinhu kuchitakura pafudzi.

Verenga

Swipe for the next word