KwaunobvaDuramazwiDdzvanhuka

Duramazwi

dzvanhuka

Zvinoreva

Kudzvanhuka kutadza kuzadzisa zvaunenge watenderana neumwe munhu, zvekuti anorasa vimbo yese mauri.

1

Sungura ndeimwe mhando yekutsava mimhanzi, makumbo achikasikira kudzvanhuka-dzvanhuka.

Kudzvanhuka kutadza kuzadzisa zvaunenge watenderana neumwe munhu, zvekuti anorasa vimbo yese mauri.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word