Duramazwi · zita
Zvinoreva
Dzvanga inzvimbo inosara ichionekera paganda kuti wakambokuvara kana ronda raimbovepo rapora.
1

Gore uma hunenge hwagwamba kana kuti hwava kugwamba muchadenga, huchibudisa dzvanga rinogona kunaya mvura.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzvanhuka
Kudzvanhuka kutadza kuzadzisa zvaunenge watenderana neumwe munhu, zvekuti anorasa vimbo yese mauri.
VerengaSwipe for the next word