KwaunobvaDuramazwiGgobvu

Duramazwi · zita

gobvu

thick

-kobvu

Zvinoreva

Ichi chipauro chemu panda 5.

Dzvanga.

1

Ichi chipauro chemu panda 5.

Vanhu hamudi kuona panonzi mwana akaenda kumhiri kana pane veganda gobvu.

Ita kuti mazwi anotevera ave zvindori baba, amai, isu, apa, muroyi, pano, vano, dete, gobvu, mbudzi, vasingazivi, nyoka, gava ii.

Murume akanga aruma muromo achitema danda gobvu mumunda maambuya.

2

Dzvanga.

Vanhu hamudi kuona panonzi mwana akaenda kumhiri kana pane veganda gobvu.

Murume akanga aruma muromo achitema danda gobvu mumunda maambuya.

Mwamba idanda gobvu rinoiswa pamabwe kuti pamusoro pagovakwa hwaro hwedura kana imba.

Zvine chekuita

-kobvu

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

goche

Goche rudzi rwesora rinokura richitanda sefeso.

Verenga

Swipe for the next word