KwaunobvaDuramazwiGgobodo gobodo

Duramazwi

gobodo gobodo

Zvinoreva

Kana munhu achiti gobodo gobodo anenge achifamba neshangu dzakakurisa kwaari.

Kuti gobodo gobodo kufamba uchitanga kutsika nezvitsitsinho wozotevera zvigunwe, zvichiita karuzha.

1

Shangu idzi ihuru, zvokuti dzinoti gobodo gobodo pakufamba.

2

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gobora

Kugobora kubvisa muti nokutanga kuchera midzi yawo.

Verenga

Swipe for the next word