KwaunobvaDuramazwiGgobodeka [-gubudika]

Duramazwi

gobodeka [-gubudika]

Zvinoreva

Kana munhu achigobodeka anenge achifamba zvishoma, achitanga kutsika nechitsitsinho kozouya zvigunwe.

1

Kana munhu achigobodeka anenge achifamba zvishoma, achitanga kutsika nechitsitsinho kozouya zvigunwe.

2

Kugobodeka kufamba zvine ruzha mukati, sezvinoita munhu ane shangu dzakakurisa mutsoka.

Mwana anga achiita zvokugobodeka neshangu dzambuya.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gobodo gobodo

Kana munhu achiti gobodo gobodo anenge achifamba neshangu dzakakurisa kwaari.

Verenga

Swipe for the next word