KwaunobvaDuramazwiHhobvu

Duramazwi · zita

hobvu

-kobvu

Zvinoreva

Ichi chipauro chemu-panda 9.

Chinhu chine huremu kana kukora kukuru (thick/fat).

1

Ichi chipauro chemu-panda 9.

VaMhofu vakabikira mukadzi wavo tea hobvu yainaka kwave kumugadzikira.

Godha itambo hobvu inorukwa nemakavi, inoshandiswa kusunga kana kurova mombe.

Nati isimbi hobvu ine buri pakati, inoshandiswa kusunga nokubatanidza dzimwe simbi.

2

Kana tii ichinzi ihobvu inenge yakawanzwa masamba nomukaka.

3

Chinhu chine huremu kana kukora kukuru (thick/fat).

VaMhofu vakabikira mukadzi wavo tea hobvu yainaka kwave kumugadzikira.

Godha itambo hobvu inorukwa nemakavi, inoshandiswa kusunga kana kurova mombe.

Nati isimbi hobvu ine buri pakati, inoshandiswa kusunga nokubatanidza dzimwe simbi.

Zvine chekuita

-kobvu

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hocha

Kubika nyama kana chimwe chinhu pedyo nemoto pasina hari (to roast/grill).

Verenga

Swipe for the next word