Duramazwi
Zvinoreva
Tinoshandisa ho-o kumisa n'ombe dzakasungwa pajoko.
1

Baba Zvauya: Ho-o-o, ko kwaziwaika.
Kana munhu akati ho-o anenge achitaridza kuti arangarira zvaambenge akanganwa.
Tinoshandisa ho-o kumisa n'ombe dzakasungwa pajoko.
2
Kana munhu akati ho-o anenge achitaridza kuti arangarira zvaambenge akanganwa.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hobhiya
Hobhiya idoro rinobikwa nemaruva anenge amboomeswa.
VerengaSwipe for the next word