KwaunobvaDuramazwiHho-

Duramazwi

ho-

Zvinoreva

Kudaidzira mhenya.

Imwe mhando yeho.

1

Kudaidzira mhenya.

Baba Zvauya: Ho-o-o, ko kwaziwaika.

Kana munhu akati ho-o anenge achitaridza kuti arangarira zvaambenge akanganwa.

Tinoshandisa ho-o kumisa n'ombe dzakasungwa pajoko.

2

Imwe mhando yeho.

Baba Zvauya: Ho-o-o, ko kwaziwaika.

Kana munhu akati ho-o anenge achitaridza kuti arangarira zvaambenge akanganwa.

Tinoshandisa ho-o kumisa n'ombe dzakasungwa pajoko.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

ho-o

Tinoshandisa ho-o kumisa n'ombe dzakasungwa pajoko.

Verenga

Swipe for the next word