Duramazwi
Zvinoreva
Izwi rinoshandisirwa pakubvuma nenzira yeruremekedzo (yes/indeed).
1

Kuti hiya-a ruzha runoitwa nemunhu anenge achisvikirwa nemudzimu kana shavi.
Kuti hiya kutyisidzira munhu anenge akavarairwa.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hiya-a
Kuti hiya-a ruzha runoitwa nemunhu anenge achisvikirwa nemudzimu kana shavi.
VerengaSwipe for the next word