Duramazwi
Zvinoreva
Izwi rinoshandiswa pakushuma mashoko (indeed).
1
Izwi rinoshandiswa pakushuma mashoko (indeed).
Hanzi vakatozoona kuti murume aive atoramba akashinga ndipo pavakazoita give in but zvinonzi vaive vasina kufara.
Murume munhu akasimba uye akashinga chaizvo. Uya murumeka wekuti munotemba naye.
Uyu munhu asingatyi, akashinga, anogona kukumbirwa kusvitsa chero shoko rakadii.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03Hingirandi
Kana vanhu vachitaura nezve Hingirandi vanenge vachitaura nezvenyika yekumadokero kuYuropu, kwakabva varungu vakauya vakapamba Zimbabwe.
VerengaSwipe for the next word