Duramazwi
dzvanya
press
Duramazwi
press
Kana ukadzvanya bhatani kana chimwewo chinhu unenge wachitsikirira nechikunwe kana chimwewo chinhu.
Kana ukadzvanya bhatani kana chimwewo chinhu unenge wachitsikirira nechikunwe kana chimwewo chinhu.
Kana uchisvinyanga sadza, unenge uchiridzvanya-dzvanya nemaoko kuti riumbike kuita musova.
Chimano chipanera kana mumwewo mudziyo unoshandiswa kudzvanya simbi pakugadzira zvinhu.
Kumanidzira kubata chinhu wakadzvanya, zvokuti hachina kwachinoenda.
Duramazwi
01 / 03dzvanyidzira
Kuita chiito chekunzwika nenzira yesimba (to oppress).
VerengaSwipe for the next word