Duramazwi
Zvinoreva
Kudzvara chinhu kuchitakura pafudzi.
Kudzvara mbeu kana mhodzi kudziisa muvhu kuti dzigomera.
Kudzvara chinhu kuchitakura pafudzi.
Takadzvara chimukadziusaenda asi mbeu dzapachuru dzarauka nokuti dziri kureba chose.
Chirimwa ndechese zvacho chamunogona kudzvara mumunda muchizochikohwa kana kudya.
Uyu muhomba unogadzirwa nevhu, zvikuru paine chinangwa chokudzvara zvirimwa pauri.
Kudzvara mbeu kana mhodzi kudziisa muvhu kuti dzigomera.
Chirimwa ndechese zvacho chamunogona kudzvara mumunda muchizochikohwa kana kudya.
Uyu muhomba unogadzirwa nevhu, zvikuru paine chinangwa chokudzvara zvirimwa pauri.
Kushanyura kudzvara mbeswa mumunda unenge wakavundukurwa, pasina kurimwazve.
Kudzvara ruvengo kuita zvinhu zvinosakisa kuti vamwe vanhu vasafarirana kana kuwirirana.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dzvarara
Kuti dzvarara kuwanda kwezvinhu pazvimbo imwe chete, kazhinji zvakangorasirwa kana kukandwa pasi.
VerengaSwipe for the next word