KwaunobvaDuramazwiDdzvarara

Duramazwi

dzvarara

Zvinoreva

Kuti dzvarara kuwanda kwezvinhu pazvimbo imwe chete, kazhinji zvakangorasirwa kana kukandwa pasi.

1

Kana vanhu vakati dzvarara panzvimbo vanenge varipo vakawanda.

Kunjenjekedza kusiya midziyo yakangoti dzvarara, kana kuti yakangoiswa parutivi, asi zvichiratidza kusava neshungu nayo.

2

Kana vanhu vakati dzvarara panzvimbo vanenge varipo vakawanda.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvaru

Kuti dzvaru kutakura chinhu uchichiisa pafudzi.

Verenga

Swipe for the next word