KwaunobvaDuramazwiDdzvamuka

Duramazwi

dzvamuka

Zvinoreva

Kudzvamuka kusimuka nokupararira kunoita shiri dzakawanda, kana kuti vanhu vakawanda panguva imwe chete.

1

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvamumwanda

Kuti dzvamumwanda kutizira kure kwavanhu vanga vari pamwe chete, vachitiza njodzi kana dzivo.

Verenga

Swipe for the next word