KwaunobvaDuramazwiDdzvairo

Duramazwi · zita

dzvairo

mutswairo

Zvinoreva

Dzvairo uswa hune-nge hwakasungirirwa pamwe chete kugadzira mudziyo wokuchenesa pauriri.

1

Zvine chekuita

mutswairo

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dzvamuka

Kudzvamuka kusimuka nokupararira kunoita shiri dzakawanda, kana kuti vanhu vakawanda panguva imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word