Duramazwi
Zvinoreva
Kurasa munhu kusafunga nezvake iye achitarisira kuti awane rubatsiro kubva kwauri.
1
Kurasa munhu kusafunga nezvake iye achitarisira kuti awane rubatsiro kubva kwauri.
Kana mazosvika pakunotaura nyaya yangu kudare, musandirasa.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rasa njere
Kana munhu achinzi arasa njere anenge asvika pachinhanho chekusaziva zvaari kuita.
VerengaSwipe for the next word