Duramazwi01 / 03rasa gwaraKana munhu achinzi arasa gwara anenge asisaiti zvinhu nenzira yakabvumiranwa nayo.Verenga→
Duramazwi02 / 03rasa munhuKurasa munhu kusafunga nezvake iye achitarisira kuti awane rubatsiro kubva kwauri.Verenga→
Duramazwi03 / 03rasa njereKana munhu achinzi arasa njere anenge asvika pachinhanho chekusaziva zvaari kuita.Verenga→