KwaunobvaDuramazwiRrasikirwa

Duramazwi

rasikirwa

-ruza

Zvinoreva

Kurasikirwa kushaya chinhu chakakosha sezvinoitika kana wafirwa nehama yaunodisa.

1

Kurasikirwa kushaya chinhu chakakosha sezvinoitika kana wafirwa nehama yaunodisa.

Pfupiso ngainyorwe muchindima chimwe chete, ukasadaro unorasikirwa nezvibodzwa.

Ndeapi mashoko anotaurwa panguva yakaoma kudai ayo anosimbisa varasikirwa nehama yavo?

Zvakakosha kuti utevedze mitemo iyi pakunyora kuita kuti usarasikirwa nezvibozwa zvakawanda.

2

Kurasikirwa kunge usipo panguva inenge ichiitika zvinhu zvakakosha.

Zvakafanana

-ruza

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rasipa

Rasipa mudziyo wakaita sefaira asi iyo iine makwasharara akakura kudarika faira, uno-shandiswa kukwesha matanda pakuveza.

Verenga

Swipe for the next word