Duramazwi
rasika njere
-teuka-pambuka-taika
Duramazwi
ngeterwa chichienda pasi.
ngeterwa chichienda pasi.
Kana munhu akanzi arasika anenge atora nzira isiri iyo asingachazivi kuti oenda kupi.
Kana munhu achinzi arasika pakufunga anenge apesana nemifungo yeruzhinji rwevanhu.
-teuka · -pambuka · -taika
Duramazwi
01 / 03rasikira
Kana munhu akanzi arasikira kune imwe nzvimbo anenge asvikako zvisingafungidzirwi. Ndakaenda ndichifunga kuti ndichagumira pasekuru, ndokuzondorasikira nokwatete.
VerengaSwipe for the next word