Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akanzi arasikira kune imwe nzvimbo anenge asvikako zvisingafungidzirwi. Ndakaenda ndichifunga kuti ndichagumira pasekuru, ndokuzondorasikira nokwatete.
Kana munhu akanzi arasikira kune imwe nzvimbo anenge asvikako zvisingafungidzirwi. Ndakaenda ndichifunga kuti ndichagumira pasekuru, ndokuzondorasikira nokwatete.
Kupfachuka kurasikira kure kwemvura, kunyanya kana mairi makandwa chimwe chinhu.
Kana rwizi rwakafashama runenge rwakazarisa nemvura, ichirasikira kumahombekombe.
Mupfuche ndezvinorasikira pasi nepamusana pokuti mudziyo wazviri kuiswa wazarisa.
Kana chinwiwa chikarasikira pahembe, chinenge chadonhera kana kupfachukirapo kusiri kuda kwako.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rasikirwa
Kurasikirwa kushaya chinhu chakakosha sezvinoitika kana wafirwa nehama yaunodisa.
VerengaSwipe for the next word