KwaunobvaDuramazwiRrasira

Duramazwi

rasira

Zvinoreva

Kurashidza.

1

Kurashidza.

Kuvashora zvinenge zvakangofanana nekuti ndashora Theresa saka ndakabva ndatorasira pfungwa dzakaora dzaive dzakuda kundibata kure.

Munoda kuti kana vana venyu vatadza kuzvibata morasira kwaZvauya nhai?

Handingaite mutambo mukuru kudai iye achirasira pasi kukokwa kwangu.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rasirira

Kana munhu achirasirira ngozi inenge ichimunetsa, anenge achiita kuti ngozi iyoyo isiyane naye iende kunonetsa mumwe munhu.

Verenga

Swipe for the next word