Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achinzi arasa gwara anenge asisaiti zvinhu nenzira yakabvumiranwa nayo.
1
Kana munhu achinzi arasa gwara anenge asisaiti zvinhu nenzira yakabvumiranwa nayo.
Mwana arasa gwara romusangano, anoda kudzidziswa patsva.
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rasa munhu
Kurasa munhu kusafunga nezvake iye achitarisira kuti awane rubatsiro kubva kwauri.
VerengaSwipe for the next word