KwaunobvaDuramazwiRrarira

Duramazwi

rarira

-vatira-vhamira-fukamira-fungatira-hamira

Zvinoreva

Kana huku ichirarira mazai ayo inenge yakaavhumbamira kuti azotsotsonyeka.

Kurarira kuita zvinhu kweusiku hwese. Takararira kurova ngoma kudoro ramasangoma.

1

Kana huku ichirarira mazai ayo inenge yakaavhumbamira kuti azotsotsonyeka.

Tadiwa akatoona kuti painge pasina chembwa since atenzi vararira mangai.

Vanhu havachaite zvekufamba nzendo kuendesa mashoko kuhama, vave kungofona panharembozha shoko rotopararira nyika yose.

Benzi rakangoerekana rochachapura chembere yakanga yakazvirarira zvayo.

2

Kurarira kuita zvinhu kweusiku hwese. Takararira kurova ngoma kudoro ramasangoma.

Tadiwa akatoona kuti painge pasina chembwa since atenzi vararira mangai.

Vanhu havachaite zvekufamba nzendo kuendesa mashoko kuhama, vave kungofona panharembozha shoko rotopararira nyika yose.

Kurarira kuita zvinhu kweusiku hwese. Takararira kurova ngoma kudoro ramasangoma.

3

Kana huku ichirarira inenge ichivhuvatira pamazai kuitira kuti adziirwe, zvichiita kuti mukati mawo muchikura nhiyo dzinozochechenya kwapera vhiki nhatu.

4

Kana mukararira mangai, munenge maadya manheru sechidyo chenyu chekupera kwezuva.

Zvakafanana

-vatira · -vhamira · -fukamira · -fungatira · -hamira

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rarisa

Kana munhu achinzi ararisa anenge akotsira kwenguva yakarebesa.

Verenga

Swipe for the next word