Duramazwi
hamira
-rarira-vatira
Duramazwi
Kuhamira kuvhumbamira pamazai kunoitwa neshiri kuti a-tsotsonye.
Kuhamira kuvhumbamira pamazai kunoitwa neshiri kuti a-tsotsonye.
Kana chinhu chakaita sewachi chamira chinenge charegedza kufamba kana kushanda.
Kana chirombo chemurume chamira chinenge chazvimba nekunzwa kuda kurara nomukadzi.
Kuti pidigu kudonha kwechinhu chichibva chamira nedivi kana nemusana.
-rarira · -vatira
Duramazwi
01 / 03hamiro
Hamiro mudziyo wedanda rakavezwa, unokamirwa mukaka.
VerengaSwipe for the next word