Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hamiro mudziyo wedanda rakavezwa, unokamirwa mukaka.
1
Hamiro mudziyo wedanda rakavezwa, unokamirwa mukaka.
Hamiro mudziyo wedanda rakavezwa, unokamirwa mukaka.
Ruchamiro ipfungwa yokushingirira kusvika pakubudirira pane zvaunovavarira.
Kana munhu aine ruchamiro anenge ari munhu anogara achiita zvinhu zvakawanda nesimba rake rose.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hamvuropi
envelope
VerengaSwipe for the next word