KwaunobvaDuramazwiMmutumba

Duramazwi · zita

mutumba

Zvinoreva

Mutumba ingoma yakareba kudarika dzimwe dzose.

1

Mutumba ingoma yakareba kudarika dzimwe dzose.

Mutumba ingoma yakareba kudarika dzimwe dzose.

2

Mutumba zinhu rinenge rakakura chaizvo, kazhinji richitotyisa kune vanenge vachiriona. Kubhawa uko kwakatengwa mutumba wefiriji wekuzadza nedoro rezororo rino rekisimusi.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word