Duramazwi · zita
Zvinoreva
Paukama hwavanhu, mutukwa munhu waunokwanisa kusekedzana nokunemerana naye. Unenge wanyadzisa kana ukatora ambuya somutukwa.
1

Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutumba
Mutumba ingoma yakareba kudarika dzimwe dzose.
VerengaSwipe for the next word