Duramazwi · zita
mutumbi
carcass · corps · torso
Duramazwi · zita
carcass · corps · torso
Mutumbi muti une hunde yakatsetseka, une maruva eyero uye unoita vana vakanyorovera, unowanikwa pachuru munzvimbo dzine miti neuswa hwakawanda.
Mutumbi muviri wemunhu akafa.
Mutumbi muti une hunde yakatsetseka, une maruva eyero uye unoita vana vakanyorovera, unowanikwa pachuru munzvimbo dzine miti neuswa hwakawanda.
Kana mutumbi woenda kunzvimbo yezororo kunoitwa munamato kana mhuri ichidavira kuna Musikavanhu.
Chimiro ichi chakangofanana nedzimwe rondedzero dzose pakuti chine nhanganyaya, mutumbi uyewo magumo.
Rangarira kuti usati wanyora rondedzero yako zvikuru mutumbi wayo, unofanira kuziva zvauri kuda kunyora wozozvironga zvakanaka.
Mutumbi muviri wemunhu akafa.
Chimiro ichi chakangofanana nedzimwe rondedzero dzose pakuti chine nhanganyaya, mutumbi uyewo magumo.
Rangarira kuti usati wanyora rondedzero yako zvikuru mutumbi wayo, unofanira kuziva zvauri kuda kunyora wozozvironga zvakanaka.
Kana mutumbi wadzikiswa mubwiro/ muguva hama dzepedyo dzinozokanda zvibwe kana ivhu senzira yokuperekedza mufi nekuonekana nayo.
Mutumbi wechinhu muviri wacho wose. Handingati mandipa nyama kana mukatora mutumbi wetsuro, ini mondipa tukumbo.
Mutumbi wechinyorwa ndezvese zvakanyorwa mukati, pakati penhanganyaya nemhendero.
musototo · musvinwa · chitunha
Duramazwi
01 / 03mutumbu
tsvakira kana kuzviwanira zvisina vazhinji mukati.
VerengaSwipe for the next word