Duramazwi · zita
mutumwa
ambassador · messenger · watcher
Duramazwi · zita
ambassador · messenger · watcher
Mutumwa munhu anenge arayirwa neshoko kuti anoudza vanhu.
Mutumwa munhu anenge arayirwa neshoko kuti anoudza vanhu.
Munyai mutumwa, muridzi wesoko ndiwe.
Mutumwa-pavi yaive shuramatongo pakurwa.
Mutumwa mweya wakanaka unouyisa mashoko kuvanhu vari panyika, achibva kudenga kuna Mwari.
Mutumwa mweya wakanaka unouyisa mashoko kuvanhu vari panyika, achibva kudenga kuna Mwari.
Duramazwi
01 / 03mutundo
Mutundo imvura inenge iri mumuviri wemunhu, inozoburitswa nekuzasi kana dundiro razara.
VerengaSwipe for the next word