KwaunobvaDuramazwiNngirozi

Duramazwi · zita

ngirozi

angelic · intermediary · angel · angels · gel

Zvinoreva

Munhu mutsvene.

1

Munhu mutsvene.

Kana munhu achinzi ingirozi anenge akanaka chaizvo, pamoyo kana parunako.

Ichi chitendero chevanhu vanodavira kuti Mwari hakuna, chinonamata Satani nengirozi dzake.

2

Ngirozi vatumwa vaMwari.

3

Kana munhu achinzi ingirozi anenge akanaka chaizvo, pamoyo kana parunako.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngo-

Ichi chivakapakati chinoshandiswa kana munhu achitaura zviri kutoitika kana zvinogara zvichiitika.

Verenga

Swipe for the next word