KwaunobvaDuramazwiNngo-

Duramazwi

ngo-

Zvinoreva

Ichi chivakapakati chinoshandiswa kana munhu achitaura zviri kutoitika kana zvinogara zvichiitika.

Kuti ngo kurira kunoita dare kana simbi inenge yangorohwa kamwe chete.

1

Ichi chivakapakati chinoshandiswa kana munhu achitaura zviri kutoitika kana zvinogara zvichiitika.

Handisati ndapedza kuwacha.

Ndingotanga izvozvi.

2

Ichi chivakapakati chinoreva zvimwe chete nokuti chete.

Ndingori munhuwo zvake asina kana nechaanacho.

3

Kuti ngo kurira kunoita dare kana simbi inenge yangorohwa kamwe chete.

Maziso ako inhe-ngo dzemuviri iri kumeso kwako dzinoita kuti ukwanise kuona.

Kuti ngo kurira kunoita dare kana simbi inenge yangorohwa kamwe chete.

Kuti ngo-o ngo-o kurira zvinoenda kure kunoita dare kana simbi inenge yarohwa zvakanyanya.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

ngo ngo

Kuti ngo ngo kurira kunoita dare kana simbi inenge ichirohwa neimwe.

Verenga

Swipe for the next word