Duramazwi01 / 03nhuna[nhunha] Nhuna ndezvinokonzera kuti munhu atsamwe kana kuti ashunguridzike.Verenga→
Duramazwi02 / 03nhundetundeNhundetunde kunzwa kuda kuenda kunoita weti kakawanda panguva diki.Verenga→
Duramazwi03 / 03nhundiramutsimeUyu munhu anoita zvinhu zveutsinye kana zvemisikanzwa yeunhubu.Verenga→