Duramazwi02 / 03mumiswaMune zvekuruka mumiswa ipateni inenge ichiburitsa masitaira anoratidza zvinhu zvakamira.Verenga→
Duramazwi03 / 03mumodzongwaMumodzongwa muti une mashizha mahombe netumapazi tutete, netuvana tudikidiki twakatenderera, tunodyiwa uye tunotsvuka kana twaibva.Verenga→