KwaunobvaDuramazwiMmumiswa

Duramazwi · zita

mumiswa

Zvinoreva

Mune zvekuruka mumiswa ipateni inenge ichiburitsa masitaira anoratidza zvinhu zvakamira.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mumodzongwa

Mumodzongwa muti une mashizha mahombe netumapazi tutete, netuvana tudikidiki twakatenderera, tunodyiwa uye tunotsvuka kana twaibva.

Verenga

Swipe for the next word