KwaunobvaDuramazwiMmumumu

Duramazwi · zita

mumumu

Zvinoreva

Chimumumu.

1

Chimumumu.

Murume uyu chimumumu, haakwanisi kutaura.

Chimumumu munhu ane urema hwokusagona kutaura.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mumvee

Mumvee muti unomera wakaita mumwe mumwe, une hunde yakacheneruka, unobereka vana vakobvu vasingadyiwi vakareburuka, uye unoita maruva anonzi marete ayo anoita muto unofarirwa netodzvo.

Verenga

Swipe for the next word