Duramazwi · zita
mbeveve
mute · dumb
Duramazwi · zita
mute · dumb
Mbeveve munhu asingagoni kutaura.
Mbeveve munhu asingagoni kutaura.
Ndazomboti chiiko ini, ndikati pamwe imatsi kana kuti mbeveve.
Aya mazwi maviri kana kupfuura anoreva kana kutsanangura chimwe chinhu. *"Mukadzi mbeveve."* Mazwi aya muenzaniso wechizitandevo.
Duramazwi
01 / 03mbeya
Kumbeya kufamba munhu achipedza nyika, asingambozorori.
VerengaSwipe for the next word